Ezekieri 36:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoda kuti muzive kuti handisi kuita izvi nokuda kwenyu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Nyaraiwo uye munyadziswe nokuda kwamaitiro enyu, imi, imba yaIsraeri!

Ezekieri 36

Ezekieri 36:28-38