Ezekieri 36:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichawanza zvibereko zvemiti uye nezvirimwa zveminda, kuitira kuti murege kuzoshorwazve pakati pendudzi nokuda kwenzara.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:24-34