Ezekieri 36:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakuponesai kubva pakusachena kwenyu kwose. Ndichadana zviyo nokuzviwanza uye handingauyisi nzara pamusoro penyu.

Ezekieri 36

Ezekieri 36:19-38