Ezekieri 33:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iwe kana ukanyevera munhu wakaipa uyu kuti adzoke kubva panzira dzake, iye akasaita izvozvo, achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe unenge waponesa upenyu hwako.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:5-17