Ezekieri 33:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, uti kuimba yaIsraeri, ‘Izvi ndizvo zvamunoreva muchiti, “Kutadza kwedu nezvivi zvedu zvinotiremera, uye tapera nokuda kwazvo. Zvino tingararama seiko?”’

Ezekieri 33

Ezekieri 33:1-16