Ezekieri 33:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndikati kuno wakaipa, ‘Iwe munhu wakaipa, uchafa zvirokwazvo,’ uye iwe ukasamutaurira kuti umunyevere panzira dzake, munhu uyo akaipa achafa nokuda kwechivi chake, asi ropa rake ndicharibvunza kwauri.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:4-14