Ezekieri 33:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka inzwa shoko randinotaura ugovaudza yambiro inobva kwandiri.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:1-9