Ezekieri 33:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana nharirire ikaona munondo uchiuya uye ikasaridza hwamanda kuti iyambire vanhu uye munondo ukasvika ukabvisa upenyu hwomumwe wavo, munhu uyo achabviswa hake nokuda kwechivi chake, asi ndichabvunza ropa rake kunharirire.’

Ezekieri 33

Ezekieri 33:4-7