Ezekieri 33:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyika ndichaiita dongo rakaparadzwa, uye simba rokuzvikudza kwayo kuchasvika kumagumo, uye makomo aIsraeri achaparadzwa zvokuti hakuna achaadarika.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:27-33