Ezekieri 33:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichashandura nyika ikava dongo rakaparadzwa nokuda kwezvinonyangadza zvavakaita.’

Ezekieri 33

Ezekieri 33:23-30