Ezekieri 33:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura kwavari kuti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Zvirokwazvo noupenyu hwangu, vaya vakasara mumatongo vachaurayiwa nomunondo, vaya vari kumamisha, ndichavapa kuzvikara zvesango kuti zvivadye, uye vaya vari munhare nomumapako vachafa nehosha.

Ezekieri 33

Ezekieri 33:23-33