Ezekieri 33:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi munovimba nomunondo wenyu, muchiita zvinhu zvinonyangadza, uye mumwe nomumwe wenyu achisvibisa mukadzi wehama yake. Zvino mungatora nyika here?’

Ezekieri 33

Ezekieri 33:21-29