Ezekieri 33:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Sezvo muchidya nyama neropa rayo uye muchitarira kuzvifananidzo zvenyu uye muchiteura ropa, zvino mungatora nyika here?

Ezekieri 33

Ezekieri 33:22-28