Ezekieri 31:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaita kuti ndudzi dzidedere padzakanzwa kuwa kwako pandakuburusira muguva navaya vanoenda mugomba nawo. Ipapo miti yose yemuEdheni, yakasarudzika uye neyakanakisa muRebhanoni, miti yose yakanga ichiwana mvura yakakwana, yakanyaradzwa panyika dzapasi.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:8-18