Ezekieri 31:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva rawakaburusirwa muguva ndakafukidza matsime akadzika kuti aungudze nokuda kwawo ndikamisa hova dzawo, uye mvura yawo zhinji yakadziviswa. Nemhaka yawo ndakafukidza Rebhanoni nokusuwa, uye miti yose yesango yakasvava.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:10-18