Ezekieri 31:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vaigara mumumvuri wawo, navaya vavaibatana navo pakati pendudzi, vakanga vaburukirawo muguva nawo, vachiva pamwe navaya vakaurayiwa nomunondo.

Ezekieri 31

Ezekieri 31:14-18