Ezekieri 28:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kworunako rwako, uye wakaodza uchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako. Saka ndakakukandira kunyika; ndakakuita chinhu chinosekwa pamberi pamadzimambo.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:9-25