Ezekieri 28:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuwanda kwezvivi zvako, uye nokubiridzira kwako mukushambadzira, wakazvidza nzvimbo dzako tsvene. Saka ndakabudisa moto mukati mako, ukakuparadza, uye ndakakupisa kusvikira wava madota panyika, pamberi pavose vaikuona.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:12-22