Ezekieri 28:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuwanda kwokushambadzira kwako wakabva wazara nechisimba, ndokubva watadza. Saka ndakakudzinga mukunyadziswa kubva pagomo raMwari, uye ndakakudzinga, iwe kerubhi rokurinda, kuti ubve pakati pamabwe omoto.

Ezekieri 28

Ezekieri 28:9-24