Ezekieri 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukati mako mune mumwe munhu anoita zvinonyangadza nomukadzi womuvakidzani wako, mumwe anochinya mukadzi womwana wake zvinonyadzisa, uye mumwe anochinya hanzvadzi yake, mwanasikana wababa vake chaivo.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:1-12