Ezekieri 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukati mako muna vanhu vasingakudzi nhoo dzamadzibaba avo, mukati mako muna vanhu vanochinya vakadzi panguva yavanenge vari kumwedzi, pavanenge vasina kuchena.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:5-19