Ezekieri 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukati mako muna varume vanogamuchira fufuro kuti vateure ropa; unotora mhindu inopfuura mwero, uchizviwanira pfuma yokubiridzira kubva kuvavakidzani vako. Uye wakandikanganwa ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:6-21