Ezekieri 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Matavi awo akanga akasimba, akanakira kuva tsvimbo yomutongi. Wakanga wakareba kwazvo pamusoro pamatavi makobvu akapfumvutira, waionekera kumusoro-soro nokuda kwourefu hwawo, uye nokuda kwamatavi awo mazhinji.

Ezekieri 19

Ezekieri 19:7-14