Ezekieri 19:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi wakadzurwa nehasha ndokukandwa pasi. Mhepo yokumabvazuva yakauomesa, ukazunzwa michero yawo; matavi awo akasimba akaoma, uye moto ukaapisa.

Ezekieri 19

Ezekieri 19:11-14