Ezekieri 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Mai vako vakanga vakaita somuzambiringa mumunda wako womuzambiringa, wakasimwa pane mvura; wakanga une zvibereko uye uzere namatavi nokuda kwemvura zhinji.

Ezekieri 19

Ezekieri 19:7-14