Ezekieri 18:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya unotadza ndiwo uchafa. Mwanakomana haangagovani nababa vake pamhosva yavo, uye baba havangagovani mhosva yavo nomwanakomana. Kururama kwowakarurama kuchava pamusoro pake, uye kuipa kwowakaipa kuchava pamusoro powakaipa.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:12-29