Ezekieri 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi kana akaipa akatendeuka kubva pazvivi zvaakaita uye akachengeta mitemo yangu uye akaita nokururamisira uye nokururama, zvirokwazvo achararama; haangafi zvirokwazvo.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:20-31