Ezekieri 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kunyange zvakadaro munobvunza muchiti, ‘Mwanakomana anoregereiko kuva nemhosva yezvakaipa zvababa vake?’ Sezvo mwanakomana akaita nokururamisira uye nokururama uye kuti akanga akangwaririra kuchengeta mitemo yangu, iye achararama zvirokwazvo.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:15-20