Ezekieri 16:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ipapo ndakapfuura napo ndikakuona uchipfakanyika uri muropa rako, uye pawakanga uvete ipapo uri muropa rako, ndakati kwauri, “Rarama!”

Ezekieri 16

Ezekieri 16:1-7