Ezekieri 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakuita kuti ukure somuti wesango. Wakakura ukanyatsoumbika ukava ukomba hwakaisvonaka. Mazamu ako akakura nebvudzi rako rikakura, iyewe wakanga wakashama usina chinhu.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:1-14