Ezekieri 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna munhu akakunzwira tsitsi kana kuva nengoni newe kuti akuitire chinhu chimwe chezvinhu izvi. Asi, wakarasirwa kusango, nokuti musi wawakaberekwa iwe wakashorwa.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:1-7