Ezekieri 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rawakaberekwa rukuvhute rwako haruna kugurwa, uye hauna kushambidzwa nemvura kuti uchene, uye hauna kutongokwizwa nomunyu kana kuputirwa mumucheka.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:1-7