Ezekieri 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusarema: Madzitateguru ako nokwaakaberekerwa ndiko kunyika yeKenani; baba vako vakanga vari muAmori uye mai vako vakanga vari muHiti.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:1-10