Ezekieri 16:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakatambanudza ruoko rwangu kuti ndikurwise ndikatapudza nyika yako; ndikakuisa pasi pokukara kwavavengi vako, vanasikana vavaFiristia, ivo vakavhundutswa namafambiro ako.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:20-32