Ezekieri 16:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakaitazve ufeve navaAsiria, nokuti wakanga usingagoni kuguta; kunyange shure kwaizvozvo hauna kumbogutsikana nazvo.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:25-31