Ezekieri 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakaita ufeve navaIjipita, vawakavakidzana navo ivo vazere noruchiva, ukamutsa kutsamwa kwangu, nokuwanda kwokupata kwako.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:22-29