Ezekieri 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Marimu acho akanga akakwirira uye aishamisa, uye marimu ose ari mana akanga azere nameso kwose kwose.

Ezekieri 1

Ezekieri 1:10-25