Ezekieri 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakufamba kwazvo, zvaigona kuenda neimwe yenzira ina dzakanga dzakatariswa nezvisikwa zvina; mavhiri akanga asingatsauki zvisikwa pazvaifamba.

Ezekieri 1

Ezekieri 1:16-25