Ezekieri 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisikwa zvipenyu zvaiti kana zvofamba, mavhiri aiva parutivi ofambawo; uye kana zvisikwa zvipenyu zvikasimuka kubva pasi, mavhiri aisimukawo.

Ezekieri 1

Ezekieri 1:12-23