Ekisodho 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati, “Zvirokwazvo ndaona kutambudzika kwavanhu vangu muIjipiti. Ndanzwa kuchema kwavo nokuda kwavatariri vavo vamabasa, uye ndinoziva kutambudzika kwavo.

Ekisodho 3

Ekisodho 3:2-13