Ekisodho 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndaburuka kuti ndivanunure vabve muruoko rwavaIjipita uye kuti ndivabudise munyika iyo ndivaise kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera mukaka nouchi, nzvimbo yavaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaHivhi navaJebhusi.

Ekisodho 3

Ekisodho 3:1-13