Ekisodho 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Ndini Mwari wababa vako, Mwari waAbhurahama, Mwari waIsaka naMwari waJakobho.” Uye Mozisi akafukidza chiso chake, nokuti akanga achitya kutarisa Mwari.

Ekisodho 3

Ekisodho 3:2-7