Ekisodho 22:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana chipfuwo chakabiwa chikawanikwa chichiri chipenyu muruoko rwake, ingava nzombe kana mbongoro kana gwai, iye anofanira kuripa zvava zviviri.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:1-10