Ekisodho 22:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akafudza zvipfuwo zvake mumunda kana mumunda womuzambiringa uye akarega zvipfuwo zvake zvichidya mumunda womunhu, anofanira kudzorera zvakaisvonaka zvinobva mumunda wake kana mumunda wake womuzambiringa.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:1-12