Ekisodho 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi kana zvikaitika shure kwokubuda kwezuva, anenge ane mhosva yokuteura ropa.“Mbavha inofanira kudzora zvayaba, asi kana asina chinhu, iye anofanira kutongeswa kuti aripe umbavha hwake.

Ekisodho 22

Ekisodho 22:1-9