Ekisodho 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana tenzi wake akamupa mukadzi uye akamuberekera vanakomana kana vanasikana, mukadzi navana vake vachava vatenzi wake, uye murume chete ndiye achasunungurwa kuti aende hake.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:1-9