Ekisodho 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana akauya ari oga, anofanira kusunungurwa aende ari oga; asi kana ano mukadzi pakuuya kwake, anofanira kuenda nomukadzi wake.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:1-12