Ekisodho 21:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana ukatenga muranda wechiHebheru, anofanira kukushandira kwamakore matanhatu. Asi mugore rechinomwe, anofanira kusunungurwa aende, asina chinhu chaanoripa.

Ekisodho 21

Ekisodho 21:1-3