Ekisodho 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uya akati, “Ndianiko akakuita mubati nomutongi pamusoro pedu? Uri kuda kundiuraya sokuuraya kwawakaita muIjipita nhai?” Ipapo Mozisi akatya akafunga akati, “Zvandakaita zvinofanira kuva zvava kuzivikanwa.”

Ekisodho 2

Ekisodho 2:8-17