Ekisodho 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati anzwa izvi, akaedza kuuraya Mozisi, asi Mozisi akatiza Faro akaenda kundogara kuMidhiani, uye akagara patsime.

Ekisodho 2

Ekisodho 2:6-24